1 Vakorinde 3:2 BDMCS

2 Ndakakupai mukaka, kwete zvokudya zvikukutu, nokuti makanga musingagoni kudya. Zvirokwazvo, hamusati mava kugona kudya nazvino.

Verenga chitsauko zvakakwana 1 Vakorinde 3

Maonero 1 Vakorinde 3:2 akapoteredza