1 Vakorinde 4:17 BDMCS

17 Nokuda kwechikonzero ichi ndatuma Timoti kwamuri, mwana wangu wandinoda, akatendeka muna She. Achakuyeuchidzai mararamiro angu muna Kristu Jesu, zvinoenderana nezvandinodzidzisa kwose kwose mukereke dzose.

Verenga chitsauko zvakakwana 1 Vakorinde 4

Maonero 1 Vakorinde 4:17 akapoteredza