1 Vakorinde 4:19 BDMCS

19 Asi ndichauya kwamuri nokukurumidza, kana Ishe achida, uye handizotsvaki chete kuti vanhu ava vanozvikudza vari kutaura sei, asi kutiwo vane simba rakadii.

Verenga chitsauko zvakakwana 1 Vakorinde 4

Maonero 1 Vakorinde 4:19 akapoteredza