1 Vakorinde 4:5 BDMCS

5 Naizvozvo, regai kutonga chinhu nguva isati yasvika; chimbomirai kusvikira Ishe auya. Achaisa pachena zvakavanzwa murima uye acharatidza mifungo yemwoyo yavanhu. Panguva iyoyo mumwe nomumwe acharumbidzwa naMwari.

Verenga chitsauko zvakakwana 1 Vakorinde 4

Maonero 1 Vakorinde 4:5 akapoteredza