1 Vakorinde 4:7 BDMCS

7 Nokuti ndianiko akakutsaura iwe kubva kuno mumwe? Chiiko chaunacho chausina kupiwa? Zvino kana wakapiwa, seiko uchizvikudza sousina kupiwa?

Verenga chitsauko zvakakwana 1 Vakorinde 4

Maonero 1 Vakorinde 4:7 akapoteredza