1 Vakorinde 6:13 BDMCS

13 Zvokudya ndezvedumbu uye dumbu nderezvokudya, asi Mwari achaparadza zvose zviri zviviri. Muviri hauzi woupombwe, asi ndowaShe, uye naShe ndowomuviri.

Verenga chitsauko zvakakwana 1 Vakorinde 6

Maonero 1 Vakorinde 6:13 akapoteredza