7 Izvi zvokuti makatokwidzana kumatare pakati penyu zvinoreva kuti makatokundwa kare. Munoregerereiko kubvuma kukanganisirwa? Munoregereiko kubvuma kubirwa?
Verenga chitsauko zvakakwana 1 Vakorinde 6
Maonero 1 Vakorinde 6:7 akapoteredza