1 Vakorinde 7:34 BDMCS

34 uye zvaanoda zvakapatsanurwa. Mukadzi asina kuwanikwa kana mhandara anofunga nezvaShe: Chinangwa ndechokuzvipira kuna She panyama napamweya. Asi mukadzi akawanikwa anofunga zvenyika ino kuti angafadza murume wake sei.

Verenga chitsauko zvakakwana 1 Vakorinde 7

Maonero 1 Vakorinde 7:34 akapoteredza