1 Vakorinde 7:36 BDMCS

36 Kana mumwe achifunga kuti ava kuita zvisina kunaka kumhandara yaakatsidzira, uye kana ava namakore akafanira kana achida kumuwana, ngaaite zvaanoda. Haasi kutadza. Vanofanira kuwanana.

Verenga chitsauko zvakakwana 1 Vakorinde 7

Maonero 1 Vakorinde 7:36 akapoteredza