1 Vatesaronika 2:2 BDMCS

2 Takanga tambotambudzika uye tikatukwa muFiripi, sezvamunoziva, asi norubatsiro rwaMwari wedu hatina kurega kukuparidzirai vhangeri rake pakati pokupikiswa kukuru.

Verenga chitsauko zvakakwana 1 Vatesaronika 2

Maonero 1 Vatesaronika 2:2 akapoteredza