1 Vatesaronika 3:2 BDMCS

2 Takatuma Timoti, anova ndiye hama yedu nomushandi waMwari pamwe chete nesu pakuparadzira vhangeri raKristu, kuti akusimbisei nokukukurudzirai mukutenda kwenyu,

Verenga chitsauko zvakakwana 1 Vatesaronika 3

Maonero 1 Vatesaronika 3:2 akapoteredza