1 Pakupedzisira, hama, takakurayirai kuti munofanira kurarama sei kuitira kuti mugofadza Mwari, sezvamuri kurarama. Zvino tinokukumbirai uye tinokukurudzirai muna She Jesu kuti murambe muchiita izvi uye muchiwedzera.
Verenga chitsauko zvakakwana 1 Vatesaronika 4
Maonero 1 Vatesaronika 4:1 akapoteredza