1 Vatesaronika 4:8 BDMCS

8 Naizvozvo, uyo anoramba kurayira uku haasi kuramba munhu asi Mwari, iye anokupai Mweya wake Mutsvene.

Verenga chitsauko zvakakwana 1 Vatesaronika 4

Maonero 1 Vatesaronika 4:8 akapoteredza