1 Vatesaronika 5:3 BDMCS

3 Vanhu pavanenge vachiti, “Rugare norunyararo,” kuparadzwa kuchasvika pamusoro pavo nokukurumidza, somukadzi ane mimba worwadziwa, uye havangapunyuki.

Verenga chitsauko zvakakwana 1 Vatesaronika 5

Maonero 1 Vatesaronika 5:3 akapoteredza