2 Johani 1:4 BDMCS

4 Zvakandifadza zvikuru kuwana vamwe vana venyu vachifamba muchokwadi, sezvatakarayirwa naBaba.

Verenga chitsauko zvakakwana 2 Johani 1

Maonero 2 Johani 1:4 akapoteredza