2 Johani 1:6 BDMCS

6 Uye urwu ndirwo rudo: kuti tifambe mukuteerera mirayiro yake. Sezvamakanzwa kubva pakutanga, murayiro wake ndewokuti mufambe murudo.

Verenga chitsauko zvakakwana 2 Johani 1

Maonero 2 Johani 1:6 akapoteredza