2 Petro 1:17 BDMCS

17 Nokuti akagamuchira kukudzwa nokubwinya kwakabva kuna Mwari Baba pakauya inzwi kwaari richibva kudenga mukubwinya kukuru richiti, “Uyu ndiye Mwanakomana wangu, wandinoda; wandinofarira kwazvo.”

Verenga chitsauko zvakakwana 2 Petro 1

Maonero 2 Petro 1:17 akapoteredza