21 Zvaiva nani kwavari kuti dai vasina kumboziva havo nzira yokururama, pano kuti vaizive, ipapo vagozofuratira murayiro mutsvene wakanga wapiwa kwavari.
Verenga chitsauko zvakakwana 2 Petro 2
Maonero 2 Petro 2:21 akapoteredza