17 Naizvozvo vadikani, sezvo mava kuziva zvinhu izvi, garai makarindira kuti murege kutsauswa nokudarika kwavasina murayiro uye mukawa kubva pakusimba kwenyu.
Verenga chitsauko zvakakwana 2 Petro 3
Maonero 2 Petro 3:17 akapoteredza