8 Asi musakanganwa chinhu chimwe chete ichi, hama dzangu, kuti: Kuna Ishe zuva rimwe chete rakaita sechiuru chamakore, uye chiuru chamakore chakaita sezuva rimwe chete.
Verenga chitsauko zvakakwana 2 Petro 3
Maonero 2 Petro 3:8 akapoteredza