2 Timoti 1:12 BDMCS

12 Ndokusaka ndichitambudzika sezvandiri kuita. Asi handinyadziswi, nokuti ndinoziva wandakatenda, uye ndinoziva kwazvo kuti anogona kuchengeta chandakamupa kusvikira zuva iroro.

Verenga chitsauko zvakakwana 2 Timoti 1

Maonero 2 Timoti 1:12 akapoteredza