2 Timoti 2:14 BDMCS

14 Ramba uchivayeuchidza zvinhu izvi. Uvayambire pamberi paMwari kuti varege kuita nharo pamusoro pamashoko; hazvina maturo, zvinongoparadza chete vaya vanoteerera.

Verenga chitsauko zvakakwana 2 Timoti 2

Maonero 2 Timoti 2:14 akapoteredza