2 Timoti 2:21 BDMCS

21 Kana munhu achizvinatsa kwazvo pazvinhu izvi, achava mudziyo unokudzwa, wakaitwa mutsvene, wakawanirwa basa naTenzi uye wakagadzirirwa basa rose rakanaka.

Verenga chitsauko zvakakwana 2 Timoti 2

Maonero 2 Timoti 2:21 akapoteredza