2 Timoti 2:24 BDMCS

24 Zvino muranda waIshe haafaniri kukakavara; asi anofanira kuva munyoro kumunhu wose, achigona kudzidzisa, asingatsamwi.

Verenga chitsauko zvakakwana 2 Timoti 2

Maonero 2 Timoti 2:24 akapoteredza