2 Timoti 3:14 BDMCS

14 Asi iwe, rambira pazvinhu zvawakadzidza uye ukatenda mazviri, nokuti unoziva kuti wakazvidzidza kubva kuna ani,

Verenga chitsauko zvakakwana 2 Timoti 3

Maonero 2 Timoti 3:14 akapoteredza