18 Ishe achandirwira kubva pakurwiswa kwose kwakaipa uye achandiuyisa murugare kuumambo hwake hwokudenga. Kubwinya ngakuve kwaari nokusingaperi-peri. Ameni.
Verenga chitsauko zvakakwana 2 Timoti 4
Maonero 2 Timoti 4:18 akapoteredza