2 Vakorinde 1:16 BDMCS

16 Ndakaronga kukushanyirai ndiri parwendo rwangu rwokuenda kuMasedhonia, uye ndaizodzokazve nokwamuri kana ndobva kuMasedhonia, uye kuti muzondiendesa parwendo rwangu kuJudhea.

Verenga chitsauko zvakakwana 2 Vakorinde 1

Maonero 2 Vakorinde 1:16 akapoteredza