2 Vakorinde 1:19 BDMCS

19 Nokuti Mwanakomana waMwari, Jesu Kristu, uyo akaparidzwa pakati penyu neni naSirasi uye naTimoti, akanga asiri, “Hongu” kana “Kwete”, asi maari zvakagara zviri “Hongu.”

Verenga chitsauko zvakakwana 2 Vakorinde 1

Maonero 2 Vakorinde 1:19 akapoteredza