2 Vakorinde 11:23 BDMCS

23 Ivo varanda vaKristu here? Ndava kupenga, kana ndichitaura zvakadai. Ini ndiri muranda wake zvikuru. Ndakashanda zvokuvapfuura, ndakaiswa mutorongo kakawanda kuvapfuura, ndakarohwa zvikuru kwazvo, uye ndakatarisana norufu kazhinji.

Verenga chitsauko zvakakwana 2 Vakorinde 11

Maonero 2 Vakorinde 11:23 akapoteredza