3 Asi ndinotya kuti sokunyengerwa kwakaita Evha nenyoka nemano ayo, ndangariro dzenyu dzingangotsauswa kubva pakururama nokuchena kwomwoyo, pakuzvipira kuna Kristu.
Verenga chitsauko zvakakwana 2 Vakorinde 11
Maonero 2 Vakorinde 11:3 akapoteredza