2 Vakorinde 11:9 BDMCS

9 Uye pandakanga ndiri pakati penyu ndichishayiwa chimwe chinhu, handina kuva mutoro kuna ani zvake, nokuti hama dzakabva kuMasedhonia dzakandipa zvandaishayiwa. Handina kuda kuva mutoro nenzira ipi zvayo pakati penyu, uye ndicharamba ndichidaro.

Verenga chitsauko zvakakwana 2 Vakorinde 11

Maonero 2 Vakorinde 11:9 akapoteredza