11 Ndakazviita benzi, asi imi ndimi makandisundira ikoko. Ndaifanira kunge ndichirumbidzwa nemi, nokuti handisi muduku duku pakati pa“vapostori vanopfuura vamwe vose,” kunyange zvangu ndisiri chinhu.
Verenga chitsauko zvakakwana 2 Vakorinde 12
Maonero 2 Vakorinde 12:11 akapoteredza