18 Ndakurudzira Tito kuti auye kwamuri uye ndatumira hama yedu pamwe chete naye. Tito haana kukutorerai chinhu, akakutorerai here? Hatina kufamba nomweya mumwe chete here uye tikatevera nzira imwe chete?
Verenga chitsauko zvakakwana 2 Vakorinde 12
Maonero 2 Vakorinde 12:18 akapoteredza