2 Vakorinde 12:2 BDMCS

2 Ndinoziva mumwe munhu ari muna Kristu, uyo makore gumi namana akapfuura akakwidzwa kudenga rechitatu. Kana zvakaitwa mumuviri kana kunze kwomuviri handizivi, Mwari ndiye anoziva.

Verenga chitsauko zvakakwana 2 Vakorinde 12

Maonero 2 Vakorinde 12:2 akapoteredza