2 Vakorinde 12:21 BDMCS

21 Ndinotya kuti kanaGoudy ndauya kwamuri zvakare, Mwari wangu achandininipisa pamberi penyu, uye ndicharwadziwa nokuda kwavazhinji vakaita zvivi kare uye vasina kutendeuka kubva pakusachena kwavo, chivi choupombwe noutera hwavakaita.

Verenga chitsauko zvakakwana 2 Vakorinde 12

Maonero 2 Vakorinde 12:21 akapoteredza