2 Vakorinde 12:9 BDMCS

9 Asi iye akati kwandiri, “Nyasha dzangu dzakakukwanira, nokuti simba rangu rinozadziswa muutera.” Naizvozvo ndichanyanya kuzvirumbidza pamusoro poutera hwangu, kuitira kuti simba raKristu rigova pamusoro pangu.

Verenga chitsauko zvakakwana 2 Vakorinde 12

Maonero 2 Vakorinde 12:9 akapoteredza