2 Vakorinde 13:4 BDMCS

4 Nokuti kuti muve nechokwadi, akarovererwa pamuchinjikwa muutera, asi anorarama nesimba raMwari. Zvimwe chetezvo nesuwo tinorarama muutera maari, asi nesimba raMwari tiri vapenyu pamwe chete naye kuti tikushumirei.

Verenga chitsauko zvakakwana 2 Vakorinde 13

Maonero 2 Vakorinde 13:4 akapoteredza