2 Vakorinde 13:7 BDMCS

7 Zvino tinonyengetera kuna Mwari kuti murege kuita chinhu chimwe chakaipa. Kwete kuti vanhu vaone kuti isu takakunda, asi kuti imi muite zvakarurama kunyange zvedu isu tichiita setakakundikana.

Verenga chitsauko zvakakwana 2 Vakorinde 13

Maonero 2 Vakorinde 13:7 akapoteredza