2 Vakorinde 2:17 BDMCS

17 Nokuti hatina kufanana navazhinji vanokanganisa shoko raMwari vachida kuwana mugove kubva pariri. Asi, tinotaura muna Kristu nokutendeka pamberi paMwari, savanhu vakatumwa naMwari.

Verenga chitsauko zvakakwana 2 Vakorinde 2

Maonero 2 Vakorinde 2:17 akapoteredza