2 Vakorinde 3:3 BDMCS

3 Munoonekwa kuti muri tsamba yakabva kuna Kristu, basa roushumiri hwedu, yakanyorwa, kwete neingi, asi noMweya waMwari mupenyu, kwete pamahwendefa amabwe, asi pamahwendefa emwoyo yavanhu.

Verenga chitsauko zvakakwana 2 Vakorinde 3

Maonero 2 Vakorinde 3:3 akapoteredza