2 Vakorinde 4:6 BDMCS

6 Nokuti Mwari akati, “Chiedza ngachipenye murima,” akaita kuti chiedza chake chipenye mumwoyo yedu kuti tiwane chiedza choruzivo rwokubwinya kwaMwari muchiso chaKristu.

Verenga chitsauko zvakakwana 2 Vakorinde 4

Maonero 2 Vakorinde 4:6 akapoteredza