2 Vakorinde 5:1 BDMCS

1 Zvino tinoziva kuti kana imba yedu yapanyika yatinogara mairi iyi yaparadzwa, tine imba inobva kuna Mwari, imba isina kuvakwa namaoko avanhu, inogara nokusingaperi kudenga.

Verenga chitsauko zvakakwana 2 Vakorinde 5

Maonero 2 Vakorinde 5:1 akapoteredza