2 Vakorinde 6:14 BDMCS

14 Musasungwa zvisina kufanira pajoko rimwe chete navasingatendi. Nokuti kururama kungava noukama hweiko nokusarurama? Kana kuti chiedza chingawadzana seiko nerima?

Verenga chitsauko zvakakwana 2 Vakorinde 6

Maonero 2 Vakorinde 6:14 akapoteredza