12 Saka kunyange zvangu ndakakunyorerai, ndakanga ndisingazviiti nokuda kwaiye akaita zvakaipa, kana nokuda kwaiye akaitirwa zvakaipa, asi kuti pamberi paMwari mugone kuzvionera kuti makazvipira sei kwatiri.
Verenga chitsauko zvakakwana 2 Vakorinde 7
Maonero 2 Vakorinde 7:12 akapoteredza