2 Vakorinde 7:5 BDMCS

5 Nokuti patakasvika kuMasedhonia, muviri wedu uyu hauna kuwana zororo, asi takatambudzwa kumativi ose, zvaiti kukakavara kunze, kutya nechomukati.

Verenga chitsauko zvakakwana 2 Vakorinde 7

Maonero 2 Vakorinde 7:5 akapoteredza