2 Vakorinde 8:14 BDMCS

14 Panguva ino kuwana kwenyu kuchavawanisa zvavanoshayiwa, kuitirawo kuti kuwana kwavo kugokuwanisaiwo zvamunoshayiwa. Ipapo pachava nokuenzana,

Verenga chitsauko zvakakwana 2 Vakorinde 8

Maonero 2 Vakorinde 8:14 akapoteredza