2 Vakorinde 8:22 BDMCS

22 Pamusoro pezvo, tiri kutuma hama yedu pamwe chete navo uyo akaratidza kwatiri nenzira dzakawanda kuti anoshingaira, uye zvino kunyanya nokuda kwokuvimba kwake kukuru nemi.

Verenga chitsauko zvakakwana 2 Vakorinde 8

Maonero 2 Vakorinde 8:22 akapoteredza