2 Vatesaronika 1:3 BDMCS

3 Tinofanira kuramba tichivonga Mwari nguva dzose nokuda kwenyu, hama, uye zvakanaka izvozvo, nokuti kutenda kwenyu kuri kukura zvakanyanya, uye rudo rwamunarwo kuno mumwe nomumwe wenyu rwuri kukura.

Verenga chitsauko zvakakwana 2 Vatesaronika 1

Maonero 2 Vatesaronika 1:3 akapoteredza