5 Zvose izvi ndizvo zvinoratidza kuti kutonga kwaMwari kwakarurama, uye nokuda kwaizvozvi muchanzi makafanirwa noumambo hwaMwari, ihwo hwamunotamburira.
Verenga chitsauko zvakakwana 2 Vatesaronika 1
Maonero 2 Vatesaronika 1:5 akapoteredza