2 Vatesaronika 1:7 BDMCS

7 uye agozorodza imi vari kutambudzika, uye nesuwo. Izvi zvichaitika Ishe Jesu paacharatidzwa kubva kudenga mumurazvo womo-to unopfuta ane vatumwa vake vane simba.

Verenga chitsauko zvakakwana 2 Vatesaronika 1

Maonero 2 Vatesaronika 1:7 akapoteredza